PAMWECHETE
TINOKUNDA DENDA RE
Gara nemaoko
Siya nhanho mbiri
akachena
pakati
Gezai maoko zvirokwazvo nesipo pamwe nemvura inodziya. Mushonga wekushambidza maoko (hand sanitiser) unofanira kuva ne alcohol content ye 70% zvichikwira
Kunze kwevanhu vaunogara navo kumba kwenyu, usarega munhu achisvika pedyo pedyo newe pasi penhanho mbiri.
Pfeka chifukidzo (mask) chekuvhara
Tora
muromo nemhuno Kupfeka chifukidzo chinovhara muromo nemhuno kunofanira kuitwa nguva dzese panzvimbo dzeruzhinji.
nevamwe
mushonga wedziviriro
Kutora mushonga wekudzivirira covid-19 kunobatsira kuchengetedza iwe, vaunoshanda navo, varwere nemhuri yako.
Kuzvichengeta nekuchengetedza vamwe kubva kudenda re covid-19, zvinotanga NEWE. Chengetedza hupenyu nekutevedzera mirairidzo iyi. Tevedzera mitemo nenhano dzese dzehurumende nekuteerera zvinotaurwa nana chiremba nevose vanoshanda mune zvehutano. Wana ruzivo nezve mishonga yedziviriro pamwe ne gwaro iri pa sar.my/beatcovid19